Guramakonyo

Kubva testwiki
Dzokororo sekubva 00:02, 26 Nyamavhuvhu 2016 na 24.79.48.85 (ereketa)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)
Svetuka kumufambairo Svetuka kukwekutsvaga
Mufananidzo unoratidza guramakonyo mbiri. AC' iguramakonyo repamukaha rakareba nhambwe 3. AC iguramakonyo repachiso and has length 2.

Muchidzidzo chepimanyika, Guramakonyo (Diagonal kuEnglish) izwi rinoreva mutsetse wakati twasa unobva pagonyo uchidanha nemukati megonyozhinji kuenda pane rimwe gonyo. Guramakonyo rinobatanidza makonyo asina kutevedzana chete.

Kana chiumbwa chiri tsazana, guramakonyo rinobatanidza munzi wepakati (centre) negonyo mbiri dzakatarisana. Zviumbwa zvine mativi anodarika mana zvinoita guramakonyo dzinodarika maviri.


Mamwe Mazwi

  • Kudimbira (cross diagonally) zvinoreva kudimbudzira munhu achitora nzira pfupisa - sokuti kana munhu ari kudarika mumunda guramakonyo ndiyo nzira pfupisa. Saka guramakonyo tingariti ndiro dimbira.
  • dimbi (ideophone of taking a short cut).
  • Dimbidza (1. Cause to take a shortcut, 2. Forestall). Akadimbidzira mibvunzo yavo yose nokufanodudzira zvomutero. He forestalled their questions by explaining about the tax.
  • Kudimbira (1. Take shortcut, 2. Cross diagonally).