Hwaro (muradanuro)

Kubva testwiki
Dzokororo sekubva 13:14, 30 Gunyana 2016 na imported>Escarbot (wikidata interwiki)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)
Svetuka kumufambairo Svetuka kukwekutsvaga

Muchidzidzo masvomhu, muchikamu chinodzidzidzisa muradanuro, hwaro inhamba b' inowanikwa patsazaniso inoti x = bn. Nhamba b iri kuradanurwa ne pawa n ndiyo inonzi hwaro. Zviri kuitwa pakuradanura nhamba b zvinogonga kunzwisiswa sezvizvi zvinotevera:

bn=b××bn,


Nhamba n inonzi muradanuri, iyi ndiyo nhamba inonongedza kana kutaridza kuti vana b vari kutsamana kangani.

Kurerutsa Mutauro

  • KuEnglish kunotaurwa zvichinzi nth power of b or b to the nth power.
  • KuChishona zvakafanira kuti titi radanura b nepawa n kana kuti radanura b nemuradanuri n.